in

OH NO HE DIDN’T: Stunner Drops Mudiwa Diss Song [Audio & Lyrics]

Oh the beef between Stunner and Mudiwa seems to ave gone up a notch after the former dropped a new diss song.

Some people want deny that Stunner is a hip hop music artist
Stunner

The track is called Unemamhepo  and it gets pretty personal with reference to a reported breakup between the the gospel rapper and his girlfriend.

The lyrics are below and well, the song below them.

Chorus

Pa number 1 haungomuke wavepo/usazofunga kuti une mamhepo/kuti usvike patakasvika nawo magoma/zvinoda kushanda/kuti usvike patakasvika nawo mangoma zvinoda kushanda/ayewa yewa haa iwe × 4

Lets not talk about mota coz yako haina mapepa/wakaita swap dhiri na paul stunner haasi kunyepa/munhu wamwari wadarireiko kuzvibvisira mamarks/ ucharohwa ne ghetto rese kuita kunge ma clarks/number 1 haungomumuke wavepo/especially kana stunner achishedzera kuti NO/magaya akukuti NO/makandiwa akAti NO/now hausisina church even Roma yakati No/usatedzere life yangu umwe wako ndiri musango/ndiri kukuona uchiuta video kol ye Tango/voice rangu wakatora/styra yangu ukatora/ kana skiri rekurambwa i saw kuti wakatora/ ita sorry kuna karen modzokera ku church/number 1 ndeya stunner thats one thing we cnt match/ rega urambwe size yako kutengerwa hembe/tisiye hedu maghetto youths tipfeke idzi nhembe
Chorus
Pa number 1 haungomuke wavepo/usazofunga kuti une mamhepo/kuti usvike patakasvika nawo magomaa/zvinoda kushanda/kuti usvike patakasvika nawo mangoma zvinoda kushanda/ayewa yewa haa iwe × 4
2nd verse
I’m a star kunge mbanje dze 5 rand/uri selestie kwandiri ndokurova nebhandi/ndaramba tiimbe zvakafanana mudiwa hatisi choir/munhu wamwari haadai so i think une short wire/mafans ako ndeapi unoimbira vanhu vajesu/yu r a groupie to hip hop wakafanana na anesu/wakuedza kupinda munyika nekuda kutukana na stunner/wait_ndasaka waida collabo neni stunner/hanzi mari yako yakwawanda kunge munhu anosenza mashift/but wakandipinza busy pandakakumbira ka 50/verse 17 proverbs verenga 23/usachive inini uchida life iri free/pa #1 haungomuka wavepo/will smith pamangoma mfana wami i’m a legend/wapindwa nemweya wetsvina nhasi i’m yo detergent/or imbogezwa pfungwa pa car wash paunoswera (tsvagai mabasa)

Subscribe to Blog via Email

Enter your email address to subscribe to this blog and receive notifications of new posts by email.

Join 786 other subscribers

Comments

Leave a Reply

    Leave a Reply

    Your email address will not be published. Required fields are marked *

    Loading…

    Adiona and Munya Chidzonga

    Munya Chidzonga Welcomes Second Baby Boy

    Culture Fund Awards Over USD1 Million To 41 Projects